21 Naizvozvo, murayiro unopikisana nechipikirwa chaMwari here? Kwete napaduku! Nokuti kana murayiro wakapiwa wakanga uchigona kupa upenyu, ipapo zvirokwazvo kururama kwaizouyawo nomurayiro.
Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 3
Maonero Vagaratia 3:21 akapoteredza