Vagaratia 3:22 BDMCS

22 Asi Rugwaro runotaura kuti nyika yose yakapfigirwa nechivi, kuitira kuti chiya chakavimbiswa, chiri chakapiwa kubudikidza nokutenda kuna Jesu Kristu, chipiwe kuna avo vanotenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 3

Maonero Vagaratia 3:22 akapoteredza