Vagaratia 4:14 BDMCS

14 Kunyange zvazvo kurwara kwangu kwaiva muedzo kwamuri, hamuna kundisema kana kundimhura. Asi, makandigamuchira sokunge ndaiva mutumwa waMwari, sokunge ndakanga ndiri Jesu Kristu chaiye.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 4

Maonero Vagaratia 4:14 akapoteredza