Vagaratia 4:15 BDMCS

15 Ko, chii chakaitika kumufaro wenyu wose uya? Ndinogona kupupura kuti dai makanga maita izvozvo, maidai makatumbura meso enyu makaapa kwandiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 4

Maonero Vagaratia 4:15 akapoteredza