Vagaratia 4:30 BDMCS

30 Asi Rugwaro runoti kudiniko? “Dzinga murandakadzi nomwanakomana wake, nokuti mwanakomana womurandakadzi haangatongogovani nhaka nomwanakomana womukadzi akasununguka.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 4

Maonero Vagaratia 4:30 akapoteredza