Vahebheru 10:22 BDMCS

22 ngatiswederei kuna Mwari nomwoyo wechokwadi nokutendeka kwakasimba kwazvo, nemwoyo yakasaswa kuti tinatswe kubva pahana yakaipa uye miviri yedu yakashambwa nemvura yakachena.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 10

Maonero Vahebheru 10:22 akapoteredza