Vahebheru 10:29 BDMCS

29 Ko, munofunga kuti munhu, akatsika pasi petsoka dzake Mwanakomana waMwari uye akatora ropa resungano iri rakamuita mutsvene sechinhu chisiri chitsvene uye akatuka Mweya wenyasha, anofanira kurangwa zvikuru sei?

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 10

Maonero Vahebheru 10:29 akapoteredza