Vahebheru 10:34 BDMCS

34 Makanzwira tsitsi avo vakanga vari mutorongo mukagamuchira nomufaro kupambwa kwenhumbi dzenyu, nokuti maiziva kuti imi pachenyu makanga mune pfuma yakapfuura nokunaka uye inogara.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 10

Maonero Vahebheru 10:34 akapoteredza