Vahebheru 11:13 BDMCS

13 Vanhu ava vose vakanga vachirarama nokutenda kusvikira panguva yokufa. Havana kuwana zvinhu zvavakavimbiswa; vakangozviona chete uye vakazvigamuchira zviri kure. Uye vakabvuma kuti ivo vakanga vari vaeni navatorwa panyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 11

Maonero Vahebheru 11:13 akapoteredza