Vahebheru 11:23 BDMCS

23 Nokutenda Mozisi paakaberekwa, vabereki vake vakamuviga kwemwedzi mitatu, nokuti vakaona kuti akanga ari mwana akanaka uye havana kutya murayiro wamambo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 11

Maonero Vahebheru 11:23 akapoteredza