Vahebheru 11:37 BDMCS

37 Vakatakwa namabwe; vamwe vakaitwa zvidimbu zviviri; vakaurayiwa nomunondo. Vakafamba vakapfeka matehwe amakwai namatehwe embudzi, vasina chinhu, vakatambudzwa uye vakaitirwa zvakaipa,

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 11

Maonero Vahebheru 11:37 akapoteredza