6 Uye pasina kutenda hazvibviri kufadza Mwari, nokuti ani naani anouya kwaari anofanira kutenda kuti ariko uye kuti anopa vanomutsvaka nomwoyo wose mubayiro wavo.
Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 11
Maonero Vahebheru 11:6 akapoteredza