10 Madzibaba edu aitiranga kwenguva duku sezvavaifunga kuti zvakafanira; asi Mwari anotiranga kuti zvitibatsire, kuti tigogoverwa utsvene hwake.
Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 12
Maonero Vahebheru 12:10 akapoteredza