Vahebheru 12:2 BDMCS

2 Tichitarira kuna Jesu muvambi nomukwanisi wokutenda kwedu; iye akatsunga pamuchinjikwa nokuda kwomufaro wakaiswa pamberi pake, akashora kunyadziswa kwawo, uye akandogara kurudyi rwechigaro choushe chaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 12

Maonero Vahebheru 12:2 akapoteredza