Vahebheru 13:9 BDMCS

9 Musatorwa nedzidziso dzimwe dzose dzose dzisingazivikanwi. Zvakanaka kuti mwoyo yedu isimbiswe nenyasha, kwete nezvokudya zvemitambo, zvisina kubatsira vaya vakazvidya.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 13

Maonero Vahebheru 13:9 akapoteredza