Vahebheru 2:17 BDMCS

17 Nokuda kwemhaka iyi aifanira kuitwa sehama dzake nenzira yose, kuitira kuti agova muprista mukuru ane tsitsi uye akatendeka muushumiri kuna Mwari, uye kuti ayananise vanhu nokuda kwezvivi zvavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 2

Maonero Vahebheru 2:17 akapoteredza