Vahebheru 3:13 BDMCS

13 Asi simbisanai zuva rimwe nerimwe, kana kuchinzi Nhasi, kuitira kuti kusava nomumwe wenyu anoomeswa nokunyengera kwezvivi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 3

Maonero Vahebheru 3:13 akapoteredza