Vahebheru 3:2 BDMCS

2 Akanga akatendeka kuna iye akamugadza, saMozisi akanga akatendeka muimba yose yaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 3

Maonero Vahebheru 3:2 akapoteredza