Vahebheru 3:6 BDMCS

6 Asi Kristu akatendeka somwanakomana pamusoro peimba yaMwari. Uye isu tiri imba yake, kana tikabatisisa pakushinga kwedu uye netariro yatinozvirumbidza pamusoro payo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 3

Maonero Vahebheru 3:6 akapoteredza