Vahebheru 4:14 BDMCS

14 Naizvozvo, zvatino muprista mukuru kwazvo, akapinda napakati pamatenga, Jesu Mwanakomana waMwari, ngatibatisisei kutenda kwatinopupura.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 4

Maonero Vahebheru 4:14 akapoteredza