Vahebheru 4:7 BDMCS

7 Naizvozvo Mwari akaisazve rimwe zuva rinonzi Nhasi, paakataura kare kubudikidza naDhavhidhi, sezvazvakataurwa pakutanga zvichinzi:“Nhasi, kana muchinzwa inzwi rake,musaomesa mwoyo yenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 4

Maonero Vahebheru 4:7 akapoteredza