Vahebheru 5:12 BDMCS

12 Nokuti, kunyange maifanira kuva vadzidzisi pari zvino munotoda mumwe munhu kuti akudzidzisei zvakare zvokwadi yezvokuvamba zveshoko raMwari. Muchiri kuda mukaka, kwete zvokudya zvikukutu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 5

Maonero Vahebheru 5:12 akapoteredza