Vahebheru 5:7 BDMCS

7 Pamazuva oupenyu hwaJesu panyika, akauya kuna iye akanga achigona kumurwira parufu neminyengetero nemikumbiro, achichema nokuchema kukuru nemisodzi, uye akanzwika nokuda kwokutya kwake Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 5

Maonero Vahebheru 5:7 akapoteredza