Vahebheru 6:13 BDMCS

13 Mwari paakaita vimbiso yake kuna Abhurahama, sezvo kwakanga kusina mumwe mukuru kwaari wokuti angapika naye, akapika naiye amene,

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 6

Maonero Vahebheru 6:13 akapoteredza