16 Vanhu vanopika nomukuru kwavari, uye mhiko ndiyo inosimbisa zvinenge zvataurwa, uye inopedza gakava rose.
Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 6
Maonero Vahebheru 6:16 akapoteredza