Vahebheru 7:25 BDMCS

25 Naizvozvo anogona kuponesa zvizere vaya vanouya kuna Mwari kubudikidza naye, nokuti anorarama nokusingaperi achivanyengeterera.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 7

Maonero Vahebheru 7:25 akapoteredza