13 Nokuti akati sungano iyi “itsva,” ipapo akashayisa basa yokutanga; zvino chinhu chisisina basa uye chava chekare chichashayikwa nokukurumidza.
Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 8
Maonero Vahebheru 8:13 akapoteredza