Vahebheru 8:5 BDMCS

5 Vaishumira panzvimbo tsvene inova mufananidzo nomumvuri wezviri kudenga. Nokuda kweizvi Mozisi akayambirwa paakanga ava kuvaka tabhenakeri: “Uve nechokwadi kuti waita zvose maererano nomufananidzo wawakaratidzwa mugomo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 8

Maonero Vahebheru 8:5 akapoteredza