Vahebheru 9:11 BDMCS

11 Kristu paakauya somuprista mukuru wezvinhu zvakanaka zvatova pano kare, akapinda nomutabhenakeri yakapfuura pakukura uye napakukwana isina kugadzirwa nomunhu, zvichireva kuti yakanga isiri chikamu chokusikwa kuno.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 9

Maonero Vahebheru 9:11 akapoteredza