Vahebheru 9:15 BDMCS

15 Nokuda kwaizvozvi Kristu ndiye murevereri wesungano itsva, kuitira kuti vaya vakadanwa vagogamuchira chipikirwa chenhaka isingaperi, zvino sezvo akafa sedzikinuro kuti avasunungure kubva pazvivi zvavakaita vari pasi pesungano yokutanga.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 9

Maonero Vahebheru 9:15 akapoteredza