Vahebheru 9:24 BDMCS

24 Nokuti Kristu haana kupinda panzvimbo tsvene yakagadzirwa nomunhu yakanga ichingova mufananidzo waiyo yechokwadi chaiyo; akapinda kudenga chaiko, zvino achitiendera pamberi paMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 9

Maonero Vahebheru 9:24 akapoteredza