Vahebheru 9:26 BDMCS

26 Zvino Kristu angadai akazotambudzika kakawanda kubva pakuvambwa kwenyika. Asi zvino akaonekwa kamwe chete pamagumo enguva kuti aparadze chivi nokuzviita chibayiro iye pachake.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 9

Maonero Vahebheru 9:26 akapoteredza