Vahebheru 9:28 BDMCS

28 saizvozvowo Kristu akabayirwa kamwe chete kuti atakure zvivi zvavanhu vazhinji; uye achazoonekwa kechipiri, asingatakuri zvivi, asi kuti auyise ruponeso kuna avo vakamumirira.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 9

Maonero Vahebheru 9:28 akapoteredza