Vahebheru 9:4 BDMCS

4 yakanga ine ndiro yegoridhe yezvinonhuhwira uye neareka yesungano yakanga yakafukidzirwa negoridhe. Muareka iyi ndimo makanga mune hari yegoridhe yakanga ine mana, netsvimbo yaAroni yakanga yatunga, uye namahwendefa esungano.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 9

Maonero Vahebheru 9:4 akapoteredza