10 Musungwa pamwe chete neni Aristakusi anokukwazisai, naMako, hama yaBhanabhasi anokukwazisaiwo. (Makarayirwa zvokuita naye; kana asvika kwamuri, mumugamuchire.)
Verenga chitsauko zvakakwana Vakorose 4
Maonero Vakorose 4:10 akapoteredza