Vakorose 4:9 BDMCS

9 Ari kuuya pamwe chete naOnesimo, hama yedu yakatendeka uye inodikanwa, anova mumwe wenyu. Vachakuudzai zvose zviri kuitika kuno.

Verenga chitsauko zvakakwana Vakorose 4

Maonero Vakorose 4:9 akapoteredza