Varoma 12:1 BDMCS

1 Naizvozvo, ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, netsitsi dzaMwari, kuti mupe miviri yenyu sechibayiro chipenyu, chitsvene uye chinofadza Mwari, uku ndiko kunamata kwenyu kwomweya.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 12

Maonero Varoma 12:1 akapoteredza