Varoma 12:2 BDMCS

2 Musaramba muchizvienzanisa namaitiro enyika ino, asi mushandurwe nokuvandudzwa kwepfungwa dzenyu. Ipapo muchakwanisa kuti muedze uye mugoziva kuti kuda kwaMwari ndokupi, kuda kwake kwakanaka, kunomufadza uye kwakakwana.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 12

Maonero Varoma 12:2 akapoteredza