Varoma 14:3 BDMCS

3 Munhu anodya zvose ngaarege kuzvidza asingadyi, uye munhu asingadyi zvose ngaarege kupa mhosva munhu anodya, nokuti Mwari akamugamuchira.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 14

Maonero Varoma 14:3 akapoteredza