Varoma 14:4 BDMCS

4 Iwe ndiwe aniko unopa muranda womumwe mhosva? Iye anomira kana kuti anowa pamberi patenzi wake. Uye achamira, nokuti Ishe anokwanisa kuita kuti amire.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 14

Maonero Varoma 14:4 akapoteredza