Varoma 7:4 BDMCS

4 Saka, hama dzangu, nemiwo makafa kumurayiro kubudikidza nomuviri waKristu, kuti muve vomumwe, kuna iye akamutswa kubva kuvakafa, kuitira kuti tigobereka chibereko kuna Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 7

Maonero Varoma 7:4 akapoteredza