Varoma 7:5 BDMCS

5 Nokuti panguva yataitongwa nenyama, kuchiva kwechivi kwakamutswa nomurayiro kwaibata mumiviri yedu, kuti tibereke chibereko chorufu.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 7

Maonero Varoma 7:5 akapoteredza