Varoma 8:4 BDMCS

4 kuitira kuti kururama kunodiwa nomurayiro kuzadziswe matiri, isu tisingafambi maererano nenyama asi maererano noMweya.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 8

Maonero Varoma 8:4 akapoteredza