5 Nokuti vaya vanorarama namararamiro enyama, pfungwa dzavo dzinofunga zvinodiwa nenyama; asi vaya vanorarama namararamiro oMweya, pfungwa dzavo dzinofunga zvoMweya.
Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 8
Maonero Varoma 8:5 akapoteredza