Varoma 9:19 BDMCS

19 Mumwe wenyu angati kwandiri, “Zvino sei Mwari achiramba achitipa mhosva? Nokuti ndianiko acharamba kuda kwake?”

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 9

Maonero Varoma 9:19 akapoteredza