20 Zvino iwe munhu, ndiwe aniko, kuti upindure Mwari? “Chakaumbwa chingati kune akachiumba, ‘Wakandiitirei zvakadai?’ ”
Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 9
Maonero Varoma 9:20 akapoteredza