Zvakazarurwa 10:1 BDMCS

1 Ipapo ndakaona mumwe mutumwa ane simba achiburuka kubva kudenga. Akanga akafukidzwa mugore, nomuraravungu pamusoro pake; chiso chake chakanga chakaita sezuva, uye makumbo ake akanga akaita sembiru dzomoto.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 10

Maonero Zvakazarurwa 10:1 akapoteredza