Zvakazarurwa 11:3 BDMCS

3 Uye ndichapa simba kuzvapupu zvangu zviviri, uye vachaprofita kwamazuva chiuru chimwe chete namazana maviri namakumi matanhatu, vakapfeka nguo dzamasaga.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 11

Maonero Zvakazarurwa 11:3 akapoteredza