14 Mukadzi akapiwa mapapiro maviri egondo guru, kuitira kuti agobhururuka achienda kunzvimbo yaakanga agadzirirwa kugwenga, uko kwaaizochengetwa kwenguva nedzimwe nguva nehafu yenguva, kusingasviki nyoka.
Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 12
Maonero Zvakazarurwa 12:14 akapoteredza