4 Muswe wayo wakatsvaira chetatu chenyeredzi kubva kudenga uye ukadzikanda pasi. Shato yakamira pamberi pomukadzi akanga ava kuzvara, kuitira kuti iparadze mwana wake kana angozvarwa.
Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 12
Maonero Zvakazarurwa 12:4 akapoteredza